15 Mipata yegungwa yakaiswa pachena, uye nheyo dzenyika dzakaiswa pachena pakutuka kwenyu, imi Jehovha, nokufema kwemhino dzenyu.
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 18
Maonero Mapisarema 18:15 akapoteredza