Mapisarema 18:6 BDMCS

6 Pakutambudzika kwangu ndakadana kuna Jehovha; ndakadana kuna Mwari wangu kuti ndibatsirwe. Akanzwa inzwi rangu ari mutemberi yake; kuchema kwangu kwakasvika pamberi pake munzeve dzake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 18

Maonero Mapisarema 18:6 akapoteredza