10 Zvinokosha kupfuura goridhe, kupfuura goridhe rakanatswa; zvinotapira kupfuura uchi, kupinda uchi hwabva muzinga.
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 19
Maonero Mapisarema 19:10 akapoteredza