Mapisarema 2:12 BDMCS

12 Tsvodai Mwanakomana, kuti arege kutsamwa mukazoparadzwa munzira yenyu, nokuti hasha dzake dzingakurumidza kumuka. Vakaropafadzwa vose vanovanda maari.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 2

Maonero Mapisarema 2:12 akapoteredza