9 Panguva yokuonekwa kwenyu muchavaita sevira romoto. Jehovha achavamedza nehasha dzake, uye moto wake uchavaparadza.
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 21
Maonero Mapisarema 21:9 akapoteredza