28 nokuti ushe ndohwaJehovha uye anotonga pamusoro pendudzi.
29 Vapfumi vose venyika vachadya uye vachamunamata; vose vanoburukira muguruva vachapfugama pamberi pake, navose vasingagoni kuzviraramisa.
30 Vana vake vachamushumira; marudzi anotevera achaudzwa nezvaIshe.
31 Vachaparidza kururama kwake kuvanhu vasati vaberekwa, nokuti akazviita.