Mapisarema 25:7 BDMCS

7 Regai kurangarira zvivi zvouduku hwangu, nenzira dzangu dzandaikumukirai nadzo; ndirangarirei nokuda kworudo rwenyu, nokuti makanaka, imi Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 25

Maonero Mapisarema 25:7 akapoteredza