9 Regai kundivanzira chiso chenyu, musadzinga muranda wenyu mukutsamwa; makanga muri mubatsiri wangu. Regai kundiramba kana kundisiya, imi Mwari Muponesi wangu.
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 27
Maonero Mapisarema 27:9 akapoteredza