Mapisarema 28:7 BDMCS

7 Jehovha ndiye simba rangu nenhoo yangu; mwoyo wangu unovimba naye, uye ndinobatsirwa. Mwoyo wangu unokwakuka nomufaro uye ndichamuvonga nenziyo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 28

Maonero Mapisarema 28:7 akapoteredza