Mapisarema 31:19 BDMCS

19 Haiwa, kunaka kwenyu kukuru sei, kwamakachengetera vaya vanokutyai, kwamunoisa pamberi pavanhu, pamusoro paivo vanovanda mamuri.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 31

Maonero Mapisarema 31:19 akapoteredza