Mapisarema 31:22 BDMCS

22 Mukuvhunduka kwangu, ndakati, “Ndabviswa pamberi penyu!” Asi makanzwa kuchemera nyasha kwangu pandakadanidzira kwamuri ndichida rubatsiro.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 31

Maonero Mapisarema 31:22 akapoteredza