Mapisarema 32:5 BDMCS

5 Ipapo ndakazivisa chivi changu kwamuri uye handina kuvanza chakaipa changu. Ndakati, “Ndichareurura kudarika kwangu kuna Jehovha,” uye makandiregerera mhosva yechivi changu. Sera

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 32

Maonero Mapisarema 32:5 akapoteredza