Mapisarema 35:25 BDMCS

25 Musarega vachifunga mumwoyo mavo vachiti, “Hekani waro ndizvo zvatanga tichida!” kana kuti vati, “Tamumedza chose.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 35

Maonero Mapisarema 35:25 akapoteredza