Mapisarema 35:27 BDMCS

27 Vose vanofarira kururamisirwa kwangu ngavapembere nomufaro nokufarisisa; ngavarambe vachiti, “Jehovha ngaakudzwe, iye anofarira kugara zvakanaka kwavaranda vake.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 35

Maonero Mapisarema 35:27 akapoteredza