Mapisarema 36:2 BDMCS

2 Pamaonero ake anozvirumbidza, nokuti anozvibata kumeso kwazvo pakuona kwake, zvokuti anotadza kuona kana kuvenga chivi chake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 36

Maonero Mapisarema 36:2 akapoteredza