16 Nokuti ndakati, “Musavarega vachifarira kutambudzika kwangu kana kuzvisimudzira pamusoro pangu, rutsoka rwangu parunotedzemuka.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 38
Maonero Mapisarema 38:16 akapoteredza