12 Nokuti matambudziko asingaverengeki akandikomberedza; zvivi zvangu zvakandibata, uye handigoni kuona. Zvakawanda kupfuura bvudzi romumusoro mangu, uye mwoyo wangu waneta mukati mangu.
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 40
Maonero Mapisarema 40:12 akapoteredza