Mapisarema 42:11 BDMCS

11 Wakasuwireiko, nhai mweya wangu? Unotambudzwa neiko mukati mangu? Isa tariro yako muna Mwari, nokuti ndichamurumbidzazve. Muponesi wangu naMwari wangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 42

Maonero Mapisarema 42:11 akapoteredza