Mapisarema 42:4 BDMCS

4 Ndinorangarira zvinhu izvi pandinodurura mweya wangu, mafambiro andaiita navazhinji ndichitungamirira mudungwe wavanhu kuimba yaMwari, nokupembera nomufaro uye nokuvonga pakati pavazhinji pamutambo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 42

Maonero Mapisarema 42:4 akapoteredza