Mapisarema 49:10 BDMCS

10 Nokuti vose vanogona kuona kuti vanhu vakachenjera vanofa; mapenzi navasina pfungwa zvimwe chetezvo vanofa, uye vanosiyira vamwe pfuma yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 49

Maonero Mapisarema 49:10 akapoteredza