Mapisarema 50:21 BDMCS

21 Zvinhu izvi wakazviita ini ndikaramba ndinyerere; wakafunga kuti ndakafanana newe. Asi ndichakutsiura uye ndichaisa mhosva iyi pamberi pako.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 50

Maonero Mapisarema 50:21 akapoteredza