Mapisarema 55:23 BDMCS

23 Asi imi, iyemi Mwari, muchaburutsira vakaipa pasi mugomba rokuora; vanhu vanokarira ropa navanyengeri havangararami hafu yamazuva avo. Asi kana ndirini, ndinovimba nemi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 55

Maonero Mapisarema 55:23 akapoteredza