Mapisarema 64:9 BDMCS

9 Marudzi ose avanhu achatya; achaparidza mabasa aMwari, uye achafungisisa zvaakaita.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 64

Maonero Mapisarema 64:9 akapoteredza