Mapisarema 65:13 BDMCS

13 Mafuro azara namapoka emakwai, uye mipata yafukidzwa nezviyo; zvinodanidzira nomufaro uye zvinoimba.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 65

Maonero Mapisarema 65:13 akapoteredza