Mapisarema 69:2 BDMCS

2 Ndinonyura munhope yakadzika, pasina pangatsika makumbo angu. Ndapinda mumvura yakadzika; ndafukidzwa namafashamu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 69

Maonero Mapisarema 69:2 akapoteredza