Mapisarema 69:20 BDMCS

20 Kusekwa kwaputsa mwoyo wangu, uye kwandisiya ndisisina chingandibatsira; Ndakatsvaka vangandinzwira ngoni, asi ndakavashaya, vangandinyaradza, asi ndakavashayazve.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 69

Maonero Mapisarema 69:20 akapoteredza