Mapisarema 71:6 BDMCS

6 Ndakazendamira pamuri kubva pakuberekwa kwangu; ndimi makandibudisa mudumbu ramai vangu. Ndicharamba ndichikurumbidzai.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 71

Maonero Mapisarema 71:6 akapoteredza