Mapisarema 72:1 BDMCS

1 Shongedzai Mambo nokururamisira kwenyu, imi Mwari, mwanakomana wamambo nokururama kwenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 72

Maonero Mapisarema 72:1 akapoteredza