Mapisarema 77:19 BDMCS

19 Gwara renyu rakapinda nomugungwa, nzira yenyu ikapinda nomumvura zhinji zhinji, kunyange zvazvo tsoka dzenyu dzakanga dzisingaonekwi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 77

Maonero Mapisarema 77:19 akapoteredza