Mapisarema 77:2 BDMCS

2 Pandakanga ndiri pakutambudzika, ndakatsvaka Ishe; panguva yousiku ndakatambanudza maoko angu asinganeti, uye mweya wangu wakaramba kunyaradzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 77

Maonero Mapisarema 77:2 akapoteredza