Mapisarema 78:38 BDMCS

38 Kunyange zvakadaro iye akavanzwira tsitsi; akavakanganwira kuipa kwavo akasavaparadza. Nguva nenguva akadzora kutsamwa kwake, uye haana kumutsa hasha dzake dzose.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 78

Maonero Mapisarema 78:38 akapoteredza