Mapisarema 78:8 BDMCS

8 Havazofanani namadzitateguru avo, rudzi rwakanga rwakasindimara uye rwaimumukira, mwoyo yavo yakanga isingateereri Mwari, mweya yavo yakanga isina kutendeka kwaari.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 78

Maonero Mapisarema 78:8 akapoteredza