Mapisarema 84:10 BDMCS

10 Zviri nani kuva pavazhe dzenyu kwezuva rimwe chete, kupfuura mazuva zviuru ndiri kumwe; ndingada zvangu kuva murindi womukova weimba yaMwari wangu kukunda kugara mumatende avakaipa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 84

Maonero Mapisarema 84:10 akapoteredza