Mapisarema 86:14 BDMCS

14 Haiwa Mwari, vanozvikudza vari kundirwisa; boka ravanhu vane utsinye rinotsvaka upenyu hwangu, vanhu vasina hanya nemi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 86

Maonero Mapisarema 86:14 akapoteredza