Mapisarema 87:6 BDMCS

6 Jehovha achanyora panonyorwa mazita amarudzi, kuti, “Uyu akaberekerwa muZioni.” Sera

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 87

Maonero Mapisarema 87:6 akapoteredza