Mapisarema 88:13 BDMCS

13 Asi ndinochemera rubatsiro kwamuri, imi Jehovha; mangwanani, munyengetero wangu unosvika pamberi penyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 88

Maonero Mapisarema 88:13 akapoteredza