Mapisarema 88:5 BDMCS

5 Ndakatsaurwa pamwe chete navakafa, savakaurayiwa vavete muguva, vamusingacharangaririzve, vakagurwa kubva pakuchengeta kwenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 88

Maonero Mapisarema 88:5 akapoteredza