Mapisarema 91:15 BDMCS

15 Achadana kwandiri, uye ndichamupindura; ndichava naye pakutambudzika, ndichamurwira uye ndichamukudza.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 91

Maonero Mapisarema 91:15 akapoteredza