Mapisarema 111:1 BDMCS

1 Rumbidzai Jehovha. Ndicharumbidza Jehovha nomwoyo wangu wose, paungano yavakarurama napagungano.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 111

Maonero Mapisarema 111:1 akapoteredza