Mapisarema 137:6 BDMCS

6 Rurimi rwangu ngarunamatire kumusoro kwomuromo wangu, kana ndikasakurangarira iwe, kana ndisingafungi Jerusarema, iwo mufaro wangu wapamusoro-soro.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 137

Maonero Mapisarema 137:6 akapoteredza