7 Haiwa Jehovha, rangarirai henyu zvakaitwa navaEdhomu, pazuva rakawa Jerusarema. Vakati, “Rikoromorei! Rikoromorei kusvikira panheyo dzaro!”
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 137
Maonero Mapisarema 137:7 akapoteredza