Mapisarema 18:2 BDMCS

2 Jehovha ndiye dombo rangu, nhare yangu, murwiri wangu; Mwari wangu ndiye dombo rangu, wandinovanda maari. Ndiye nhoo yangu norunyanga rworuponeso rwangu, shongwe yangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 18

Maonero Mapisarema 18:2 akapoteredza