Mapisarema 18:3 BDMCS

3 Ndinodana kuna Jehovha, iye akafanira kurumbidzwa, uye ndinoponeswa kubva kuvavengi vangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 18

Maonero Mapisarema 18:3 akapoteredza