Mapisarema 22:9 BDMCS

9 Asi ndimi makandibudisa mudumbu; mukaita kuti ndivimbe nemi ndichiri pachipfuva chamai vangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 22

Maonero Mapisarema 22:9 akapoteredza