Mapisarema 24:4 BDMCS

4 Uyo ana maoko akachena nomwoyo wakanaka, asingasimudziri mwoyo wake kuzvifananidzo, kana kupika nhema.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 24

Maonero Mapisarema 24:4 akapoteredza