Mapisarema 27:2 BDMCS

2 Vanhu vakaipa pavakauya kwandiri kuzodya nyama yangu, vavengi navadzivisi vangu pavanondirwisa, vanogumburwa ndokuwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 27

Maonero Mapisarema 27:2 akapoteredza