Mapisarema 27:3 BDMCS

3 Kunyange hondo ikandikomba, mwoyo wangu haungazotyi; kunyange hondo ikamuka kuzondirwisa, ipapo ndichavimba naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 27

Maonero Mapisarema 27:3 akapoteredza