9 Haiwa Jehovha, ndinzwirei ngoni nokuti ndine nhamo; meso angu aneta nokuchema, mwoyo wangu nomuviri wangu zvarwadziwa.
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 31
Maonero Mapisarema 31:9 akapoteredza