1 Ndipindurei pandinodana kwamuri, imi Mwari wangu akarurama. Ndisunungurei pakutambudzika kwangu; ndinzwirei ngoni uye munzwe munyengetero wangu.
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 4
Maonero Mapisarema 4:1 akapoteredza