Mapisarema 4:2 BDMCS

2 Nhai imi vanhu, muchashandura kukudzwa kwangu kukava chinyadziso kusvikira riniko? Muchada kutsauswa nokutsvaka vamwari venhema kusvikira riniko? Sera

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 4

Maonero Mapisarema 4:2 akapoteredza